Chief awa hawaziwe chikaranga or he just choses not to be honest with his judgement nhaka yemusha inotengeswa here sei chief asiri kutaura kuti minda inhaka isingatengeswe
Apa vachogodoro musatonge zvekutora side mmmmm mwana anotengesa stand sei iye kana awona kuti ndazvitadza anonotenga kumwe kwete kutengesa hazviite apa matonga chitororo mukuru
Injustice always , yes they might say the man is drunk but he is clear , mambo I defending nepotism and corruption, A son is not allowed to sell family lands especially communal heritage lands without the consent of the family concerned, who knows the demarcation? Who gave them the authority over ancestral lands ? What if there are grave of ones family? These Mambos are very corrupt like their father Zanupf, its either they must be history or reform , No to injustice
Munda uyu hausi vababa vaBatsi ndevababa vaPerpetua who is the first survival beneficiary. Chigodora is abusing girl child.ngaamboenda kwaChief Mutasa for cultural training achiteera vaMutasa wachitonģa for 6months . VaChigodora i advise you kuverenga mabhuku emitemo.icho chemagrazi chinenoizi gaadzingwe mudare haagoni kutonga
Mdhara makaza vari ryt 100% correct murikutonga nedemo bt mdhara anoziva zvaarikuita uyo ari intelligent kudarika vatongi
Uyu anonzi Allan,Allen ane speed stereki.hapana kana chikoro.ane noise isina kana point
Dare irinderipi hamuna mike hre 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
ziso rababa richibuda mumagirazi😂😂😂😂
Well😂😂😊
😂😂😂
Saka well!! 😂😂😂😂😂 This guy is legendary.... Saka tauyirei pano?
Chigodora ndiwe usi ngazivi tsika haugoni kutonga nxaa
Wamoti chief uyo anodherera uyo haana knanrespect
😊
Iweee ndambovingeiko pano 😂😂😂😂
Pepechuwa return soldier otadzisa vamwe vana kugara mumusha ototonga nababa kwai imi kani ndikubvunza 😂😂😂😂 uyo haarorwi wakadzingirwa kutaurisa ikoko kumurume😅😅😅
Saka well 🎉🎉🎉 😂😂😂😂kuti agare zveee❤❤❤❤
Iyaaa kugarazve saka kana ndisina zvekutaura well😂😂😂😂😂
Headman iyi nyaya maitadza iyi mune kahuori.why batsie is running away,maka bhadharwa imi neakatenga stand imi
ngaisiye matambo ngaisiye matambo kkkkkkkkkkkkk
cant stop laughing🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
kkkkkkkkk ahhh ndaseka😂
kkkkkk kana Pepetua asekawo
Kkkk hanzi hamuna mic here
Mudhara uyi 😂 aana kudhakwa akutoziva zvaakuita ipapa ator normal
Allen ihwaiii ndatii kkkkkk mdhara makaza arikumberi zvake...
Saka "well" 😂😂😂😂😂
Gucci vakatotangawoo vari kumaterrece nhy 😂😂😂
Saka kana ndisina chekutaura kaa well 😂😂😂😂😂😂
Nhai Headman Chigodora,munoreva here kuti pfambi /mbavha haigoni kutsiura zvakaipa here?
Chigodora anongowawata too much power pamuromo kunge pinjisi
I support the dad. Batsi usatengese minda yababa vako.
Saka ukanzi iyi ndo room yako mumba shandisa ukabuda unogona kusiya muroja paden...family land ndeyevapenyu .batsi akafa stand inofanirwa kusara pamusha
Vanodherera dare rachikodora
Ivhu haritengeswi chief mutasa vanotaura wann,batsi kana akada kudzoka anouya,chigodora kusa tore syd
Chigodora haaziyi nyaya
Munda kana uchitengeswa ngapave nema witnesses. Munda wekupiwa nevabereki hautengeswi .
Ko vana vaachabara vanozonogarepi imi handman musadero ba vakai kwete kutora side
zvirikuitika kwandiri hamheno ndozvirikuitika kwamuriwo hre 😅
iyaaa kugarazve😅😅
Kaheadman kanehuori aka
Mdara Uyu 😅😅😅😅 hu stubborn ere
Plus chigodora anoda kushandisa masimba epolitics akadhakwa munhu anokodzero yokuita defend himself
Headman ava nyaya dzavo hadzina kana mberi ne sure vanotoita semunhu akuto tsvagawo entertainment
Dare racho vanhu vakapfeka magirazi zvavawanda nhy
muri kuita repeat imi
Haa ndosabvisiwa
machief mamwe acho anoitoita kunge ndivo varidzi venyika vakatanga nedzungu ava vanga vazodzikama
Chigodora haabatsire unobhohwa
Taakumbokutukaiwo ana soko🤣🤣
good judgement,siyabonga
Ipapo uyu unogona fut😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Chief awa hawaziwe chikaranga or he just choses not to be honest with his judgement nhaka yemusha inotengeswa here sei chief asiri kutaura kuti minda inhaka isingatengeswe
ÀAaaa matadza kutonga apa magirazi makaza akapihwa pekugara kwete Kuti atengesa
Ska ndaurireiko ini kudare
Chigidora anehuori uyu ndinomuterea zvangu anobhaiza manje
Chigodora mogo anodziwanza
Head man haugoni kutonga nxaa
Pepechwa🤣🤣return soldier kukonzeresa, sisi vake akarova, Batsi akatotiza pamuromo.
Saka taurirei😂😂😂
Apa vachogodoro musatonge zvekutora side mmmmm mwana anotengesa stand sei iye kana awona kuti ndazvitadza anonotenga kumwe kwete kutengesa hazviite apa matonga chitororo mukuru
Injustice always , yes they might say the man is drunk but he is clear , mambo I defending nepotism and corruption, A son is not allowed to sell family lands especially communal heritage lands without the consent of the family concerned, who knows the demarcation? Who gave them the authority over ancestral lands ? What if there are grave of ones family?
These Mambos are very corrupt like their father Zanupf, its either they must be history or reform ,
No to injustice
Mdara uyu 😂😂😂😂akabatwa hake
Dare chigodora rakadhakwa
Saka ndaurireiko ini 😂😂😂
Uri mhata magochera tv fambira dzako nyaya dofo rekupedzisira siyana ngenyaya dze karanganda
😂😂😂 baba ava havanzwi😂
Madara arikuziva zvaari uyu guyz
Munda uyu hausi vababa vaBatsi ndevababa vaPerpetua who is the first survival beneficiary. Chigodora is abusing girl child.ngaamboenda kwaChief Mutasa for cultural training achiteera vaMutasa wachitonģa for 6months . VaChigodora i advise you kuverenga mabhuku emitemo.icho chemagrazi chinenoizi gaadzingwe mudare haagoni kutonga
Some statements are unnecessary chigodora hatina data yeku teerera munhu anozo dhakwa osimudza makumbo mudenga huye munhu ano rema😢
pane anzwawo ka "well"
Ehe😂😂😂
Muri matuzvi hamugoni kutonga.
Makuba nyaya dzana chigodora hantie
Mambo havana chekuita here nema secretary manyama ayo 😂😂😂😂😂
😅😅😅
Vanodya
Kushaisha taura nekushata
Maglass 😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Sabhuku sit down
Baba MAKAZA vari kubatirwa naHeadman , musabatire Vvanhu Headman, poor judgements
Well
Stand haitengeswe ba haaah apa dare matadza zvachose
Makaza 1 0 headman
Headman verengai macomments
Well😅
Headman kana vadhakwa vanofamba nemaoko makumbo arimudenga
Kkkkkkkk hayiiiiii makwikwi
Headman vakadzvanywa
Late entry headman, matongero enyu dololooo hamuskutongo nyaya baaa. Ko sey mukuudzira mhuri yekwaMakaza. Nxaaa
😂😂😂😂😂😂
Is that hamuna mike here for me
Makhaza😅
Saka ‘well’
Tarambwa
Well😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 ndiwe
Sei uchingodzokorora content ya baba Taps?
It's Part 2. In Part 1 chidhara icho chekudhakwa changa chisipo. Saka dare harina kupera. Idzokororo yes; but a different event/recording.
@@innocenthapazari8699 changa chiripo pandakaiona.This guy always repeats what Karanganda posts
Makatadhakwa😅
Haa TICHKACH TV muri shiri you're copying baba Taps (Karanganda TV)
Ummm Headman vanodanana nemvana iyo ,saka varikungo tyisidzira Baba avo pliz ngavatonge mushe.
Oder mudare
Ba taps musadzokorodza zvatakaona
this 1 is not baTAPS KKKK
Hanzi," shut up."😅
Hi Jann
Shame on u chidare ichi, a girl child has the same rights nxaah
Kkkkkk shut up
I dont like this chief
He thinks he's more than a president